Zefania 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichatambanudza ruoko rwangu kuti ndirwise Judha uye ndicharwisa vose vanogara muJerusarema. Ndichaparadza kubva panzvimbo ino vose vakasara vaBhaari, mazita avaprista vechihedheni vanonamata zvifananidzo,

Zefania 1

Zefania 1:3-14