Zefania 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo ndichanzvera Jerusarema nomwenje; uye ndicharanga vaya vagere zvavo, vakaita sewaini yakasiyiwa mumasese ayo, vanofunga kuti, ‘Jehovha hapana zvaangaita, zvakanaka kana zvakaipa.’

Zefania 1

Zefania 1:8-18