Vatongi 9:56 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo Jehovha akatsiva kuipa kwaAbhimereki kwaakaita kuna baba vake nokuponda vanakomana vababa vake makumi manomwe.

Vatongi 9

Vatongi 9:51-57