Vatongi 9:54 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakarepo akadana mutakuri wenhumbi dzake dzokurwa akati, “Vhomora munondo wako undiuraye, kuti vasazoti, ‘Akaurayiwa nomukadzi.’ ” Saka muranda wake akamubaya akafa.

Vatongi 9

Vatongi 9:45-57