Vatongi 9:51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, mukati meguta makanga mune shongwe yakasimba, munova ndimo makatizira varume vose navakadzi, navanhu vose veguta. Vakazvikiyira mukati vakakwira padenga reshongwe.

Vatongi 9

Vatongi 9:48-53