Vatongi 9:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaenda kuimba yababa vake muOfira uye akaponda paruware rumwe chete vanakomana vababa vake makumi manomwe, ivo vanakomana vaJerubhiBhaari. Asi Jotamu, muduku pana vose kuvanakomana vaJerubhi-Bhaari, akapunyuka nokuti akavanda.

Vatongi 9

Vatongi 9:1-9