Vatongi 9:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Gaari mwanakomana waEbhedhi akanga abuda uye akanga amire pamukova wamasuo eguta apo Abhimereki navarwi vake vakasimuka pavakanga vakavanda.

Vatongi 9

Vatongi 9:28-45