Vatongi 9:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukumurwisa kwavo, vagari ava veShekemu vakaisa varume pamusoro pezvikomo kuti vavandire nokupamba mumwe nomumwe aipfuura, uye izvi zvakaziviswa kuna Abhimereki.

Vatongi 9

Vatongi 9:24-29