Vatongi 8:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo vaMidhiani vakakundwa pamberi pavaIsraeri uye havana kuzosimudzazve musoro wavo. Pamazuva okurarama kwaGidheoni, nyika yakava norugare kwamakore makumi mana.

Vatongi 8

Vatongi 8:22-35