Vatongi 8:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uremu hwemhete dzegoridhe dzaakakumbira hwakasvika mashekeri chiuru chimwe namazana manomwea, pasingaverengwi zvishongo, uketani, nguo dzepepuru dzaipfekwa namadzimambo eMidhiani kana uketani hwakanga huri pamitsipa yengamera dzavo.

Vatongi 8

Vatongi 8:17-28