Vatongi 8:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye akati, “Ndine chikumbiro chimwe chete, chokuti mumwe nomumwe wenyu andipe mhete yomunzeve kubva pamugove wezvamakapamba.” (Yakanga iri tsika yavaIshumaeri yokushonga mhete dzegoridhe dzomunzeve.)

Vatongi 8

Vatongi 8:16-32