Vatongi 8:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabata jaya rokuSukoti uye akaribvunza, uye jaya rikanyora pasi mazita amachinda makumi manomwe navanomwe vokuSukoti, vakuru veguta.

Vatongi 8

Vatongi 8:12-17