Vatongi 6:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akatuma muprofita, akati kwavari, “Zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri: Ndakakubudisai kubva muIjipiti, munyika youtapwa.

Vatongi 6

Vatongi 6:4-15