Vatongi 6:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye izvi ndizvo zvakaitika. Gidheoni akamuka mangwanani ezuva rakatevera; akasvina dehwe akabudisa dova, akazadza mbiya nemvura.

Vatongi 6

Vatongi 6:35-40