Vatongi 6:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vaMidhiani vaAmareki navamwe vanhu vokumabvazuva vakabatana vakayambuka Jorodhani vakandodzika matende avo muMupata weJezireeri.

Vatongi 6

Vatongi 6:23-34