Vatongi 6:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vomuguta vakati kuna Joashi, “Budisa mwanakomana wako. Anofanira kufa, nokuti akaputsa aritari dzaBhaari uye akatema danda raAshera parutivi payo.”

Vatongi 6

Vatongi 6:28-38