Vatongi 6:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Gidheoni akatora varanda vake gumi akaita sezvaakaudzwa naJehovha. Asi nokuda kwokuti akanga achitya vemhuri yake uye navanhu vomuguta, akaita izvi usiku pano kuzviita masikati.

Vatongi 6

Vatongi 6:17-35