Vatongi 6:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa waJehovha akagunzwa nyama nechingwa chisina mbiriso nomuromo wetsvimbo yaiva muruoko rwake. Moto wakabuda paruware, ukapisa nyama nechingwa. Ipapo mutumwa waJehovha akanyangarika.

Vatongi 6

Vatongi 6:11-29