Mutumwa waJehovha akati,‘Tuka Merozi. Tuka vanhu varo zvikuru kwazvo, Nokuti havana kuuya kuzobatsira Jehovha, kubatsira Jehovha kurwisa vane simba.’