Vatongi 5:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Madzimambo akauya, akarwa; madzimambo eKenani akarwa paTaanaki pamvura zhinji yeMegidho, asi havana kudzoka vakatakura sirivha, kana zvakapambwa.

Vatongi 5

Vatongi 5:10-24