Vatongi 5:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Seiko wakagara pakati pezvoto kuti unzwe muridzo unoridzirwa makwai? Mudunhu raRubheni makanga muno kunzvera kwomwoyo kukuru.

Vatongi 5

Vatongi 5:14-18