Vatongi 5:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vamwe vakauya vachibva kwaEfuremu, midzi yavo yakanga iri muna Amareki; Bhenjamini akanga ari pakati pavanhu vakakutevera iwe. Kubva kuna Makiri vatungamiri vakaburuka, kubva kuZebhuruni avo vanotakura tsvimbo yomutungamiri wehondo.

Vatongi 5

Vatongi 5:8-21