Vatongi 4:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bharaki akasvika achitevera Sisera, uye Jaeri akabuda kundomuchingamidza, achiti, “Uyai, ndizokuratidzai munhu wamuri kutsvaka.” Saka akapinda naye mukati, onei hoyo Sisera avete uye mbambo yetende iri muchavovo chake, afa.

Vatongi 4

Vatongi 4:20-24