Vatongi 4:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Bharati akatevera ngoro nehondo yaSisera akandosvika kuHarosheti Hagoyimi. Mauto ose aSisera akaurayiwa nomunondo; hapana munhu akasara.

Vatongi 4

Vatongi 4:9-24