Vatongi 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakasiyiwa kuti vaedze vaIsraeri kuti aone kana vaizoteerera mirayiro yaJehovha, yaakanga apa madzitateguru avo kubudikidza naMozisi.

Vatongi 3

Vatongi 3:1-13