Vatongi 3:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwaEhudhi kwakauya Shamuga mwanakomana waAnati, uyo akauraya vaFiristia mazana matanhatu norutanda rwokubaya narwo mombe. Naiyewo akaponesa Israeri.

Vatongi 3

Vatongi 3:24-31