Vatongi 3:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushure mokuenda kwake, varanda vakasvika vakawana mikova yeimba yapamusoro yakiyiwa. Ivo vakati mumwoyo mavo, “Anofanira kunge achimbozvizorodza zvake ari mukamuri romukati reimba.”

Vatongi 3

Vatongi 3:17-30