Vatongi 21:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hatigoni kuvapa vanasikana vedu kuti vave vakadzi vavo sezvo isu vaIsraeri takapika tichiti, ‘Ngaatukwe munhu anopa mukadzi kumuBhenjamini.’

Vatongi 21

Vatongi 21:9-24