Vakawana pakati pavanhu vaigara muJabheshi Gireadhi mhandara mazana mana vakanga vasina kumbovata navarume, uye vakaenda navo kumusasa paShiro muKenani.