Vatongi 20:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vadzoka vakatiza vakananga kurenje kuruware rwaRimoni, vaIsraeri vakauraya varume zviuru zvishanu (mumigwagwa). Vakaramba vachitevera vaBhenjamini kusvikira paGidhomi uye vakaurayazve vamwe zviuru zviviri.

Vatongi 20

Vatongi 20:41-47