Vatongi 20:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vakatiza pamberi pavaIsraeri nenzira inoenda kurenje, asi havana kugona kupunyuka pahondo. Uye varume veIsraeri vakabuda kubva mumaguta vakavauraya ipapo.

Vatongi 20

Vatongi 20:38-48