Vatongi 20:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaBhenjamini vakabuda kuzosangana navo uye vakakwezverwa kure neguta. Vakatanga kubaya vaIsraeri sapakutanga, zvokuti varume vanenge makumi matatu vakafa musango uye nomumigwagwa, inoti mumwe unoenda kuBheteri nomumwe wacho kuGibhea.

Vatongi 20

Vatongi 20:26-36