Vatongi 20:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Finehasi mwanakomana waEreazari, mwanakomana waAroni, achishumira pamberi payo.) Vakabvunza vakati, “Tichaendazve kundorwa naBhenjamini hama yedu here kana kuti kwete?” Jehovha akati, “Endai, nokuti mangwana ndichavaisa mumaoko enyu.”

Vatongi 20

Vatongi 20:25-33