Vatongi 20:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaIsraeri vakakwira vakandochema pamberi paJehovha kusvikira madekwana, uye vakabvunza Jehovha. Vakati, “Tichakwirazve kundorwa navaBhenjamini, idzo hama dzedu here?” Jehovha akapindura akati, “Kwirai mundorwa navo.”

Vatongi 20

Vatongi 20:15-31