Vatongi 20:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaIsraeri vakakwira kuBheteri vakandobvunza Mwari. Vakati, “Ndiani wedu achatanga kundorwa navaBhenjamini?” Jehovha akapindura akati, “Judha ndiye achatanga kuenda.”

Vatongi 20

Vatongi 20:13-25