Vatongi 20:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakarepo vaBhenjamini vakaunganidza varume veminondo zviuru makumi maviri nezvitanhatu kubva mumaguta avo, pamusoro pamazana manomwe akasarudzwa kubva kuna avo vaigara muGibhea.

Vatongi 20

Vatongi 20:12-25