Vatongi 20:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino tipei varume avo vakaipa veGibhea kuti tivauraye tigobvisa chakaipa muIsraeri.” Asi vaBhenjamini havana kuda kuteerera hama dzavo vaIsraeri.

Vatongi 20

Vatongi 20:8-16