Vatongi 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye vakamuviga munyika yenhaka yake, paTiminati Heresi munyika yezvikomo yeEfuremu, kumusoro kweGomo reGaashi.

Vatongi 2

Vatongi 2:7-14