Vatongi 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vakashumira mazuva ose okurarama kwaJoshua uye napamazuva avakuru vakasara vari vapenyu uye vakanga vaona zvinhu zvikuru zvose zvakanga zvaitirwa Israeri naJehovha.

Vatongi 2

Vatongi 2:1-8