Vatongi 2:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo Jehovha akavatsamwira zvikuru akati, “Nemhaka yokuti rudzi urwu rwakaputsa sungano yangu yandakaita namadzitateguru avo uye vakasanditeerera,

Vatongi 2

Vatongi 2:14-22