Vatongi 2:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pose pavaimutsirwa mutongi naJehovha, iye aiva nomutongi uyo, uye aivaponesa kubva mumaoko avavengi vavo, mutongi paainge achiri mupenyu; nokuti Jehovha ainge avanzwira ngoni pavaigomera vari pasi pavaya vaivadzvinyirira nokuvanetsa.

Vatongi 2

Vatongi 2:17-19