Vatongi 2:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukutsamwira kwake vaIsraeri, Jehovha akavaisa mumaoko avapambi avo vakazovapamba. Akavatengesa kuvavengi vavo vakanga vakavapoteredza, avo vavakanga vasisagoni kudzivisa.

Vatongi 2

Vatongi 2:11-22