Vatongi 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakarasa Jehovha, Mwari wamadzibaba avo, akanga avabudisa kubva muIjipiti. Vakatevera uye vakanamata vamwari vakasiyana-siyana vamarudzi akanga akavapoteredza. Vakatsamwisa Jehovha.

Vatongi 2

Vatongi 2:4-20