Vatongi 19:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vose vari vaviri vakagara pasi kuti vadye nokunwa pamwe chete. Mushure maizvozvo, baba vomusikana vakati, “Ndapota chivata hako usiku uno uye umbofara.”

Vatongi 19

Vatongi 19:1-16