Vatongi 19:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Madekwana iwayo, imwe harahwa yaibva munyika yezvikomo yeEfuremu, yaigara muGibhea (vanhu venzvimbo vaiva vaBhenjamini), yakasvika ichibva kubasa rayo kumunda.

Vatongi 19

Vatongi 19:12-25