Vatongi 19:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vava pedyo neJebhusi uye zuva rakanga rovira, muranda akati kuna tenzi wake, “Uyai, titsaukire muguta iri ravaJebhusi tindovatamo.”

Vatongi 19

Vatongi 19:10-13