Vatongi 18:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vava pedyo nemba yaMika, vakaziva inzwi rejaya muRevhi; saka vakatsaukiramo vakamubvunza vachiti, “Ndianiko akakuuyisa kuno? Unobatei pano? Seiko uri pano?”

Vatongi 18

Vatongi 18:1-10