Vatongi 18:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vafamba chinhambwe kubva pamba yaMika varume vaigara pedyo naMika vakadanwa pamwe chete vakatevera vaDhani vakavabata.

Vatongi 18

Vatongi 18:14-27