Vatongi 18:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo varume vashanu vakanga vandoshora nyika yeRaishi vakati kuhama dzavo, “Munoziva here kuti imwe yedzimba idzi ine efodhi, vamwe vamwari, chifananidzo chakavezwa nechifananidzo chakaumbwa? Zvino imi munoziva zvokuita.”

Vatongi 18

Vatongi 18:5-17