Vatongi 16:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume vakavanda mukamuri, akadanidzira kwaari akati, “Samusoni, vaFiristia vasvika.” Asi akadambura tambo zviri nyore sokudambuka kunoita shinda kana yaiswa pedyo nomurazvo womoto. Saka chakavanzika chesimba rake hachina kuzivikanwa.

Vatongi 16

Vatongi 16:2-10